LYRICS

Concert Clip

AMAZING GOD

With outstretched hands I come to you

Oh God, I will bless your name

You turn all mourning into gladness

And you make all things beautiful


To you I bring this sacrifice of praise

When words fail,

I fall on my knees and say


Oh Oh Oh Oh

Amazing God, Amazing God

You are

Oh Oh Oh Oh Oh Oh

Amazing God, Amazing God

You are


On bended knee I will worship

Face down, Lord I fall at your throne

You’ve turned my shame into glory

Yes you make all things glorious


To you I bring this sacrifice of praise

When words fail,

I fall on my knees and say

Guitars

YOU ARE MORE

This is your item description. Use this space to add a description of the services, products, team members or any other items you want to highlight on your site. Have a lot to say? Easily turn any item into a full page by clicking ‘Create a page from this item’ in the edit panel.

Drummer

NDIMI

Nyika nekuzara kwayo makasika mega,
Mega pasina anotsira
Ndokudurura mweya wenyu mega
Kuratidza aiwa ndimi Mwari
Aiwa munesimba
Aiwa munogona, narinhi
Munoratidza nzira pakaoma
Munovheneka nyika inerima
Munosimudzira moyo yakaneta
Makagara muripo
Muri mwari wangu
Ah-ha-ha Ndimi
Makatuma mwana wenyu ega
Kuzonunura nyika inerima
Mukamupasimba pamusoro pazvose
Kuratiza aiwa munotonga
Aiwa munobwinya
Ishe samasimba, narinhi
Munoratidza nzira pakaoma
Munovheneka nyika inerima
Munosimudzira moyo yakaneta
Makagara muripo
Muri mwari wangu
Ah-ha-ha Ndimi
Oh-oho-oh
Munoratidza nzira pakaoma
Munovheneka nyika inerima
Munosimudzira moyo yakaneta
Makagara muripo
Muri mwari wangu
Ah-ha-ha Ndimi
Makafanira mbiri
Hakuna mumwe ndimi
Hamuenzaniswe, hamufananidzwe
Oh-oho-oh
Munoratidza nzira
Munovhenekera
Mwari